The chief Editor's corner Get link Facebook X Pinterest Email Other Apps - March 30, 2017 Breaking knew grounds with our school magazine team is an attribute to hardworking and perseverance. Get link Facebook X Pinterest Email Other Apps Comments
Nyika yaparara by Mavis Z - April 28, 2017 DETEMBO NYIKA YAPARARA By Mavis Zinyemba Hama ngatinyurure nyika yonyura mumandondo. Mhanyai makatakura yesimbi minondo . Uyai tibatire pamwe senyuchi dzinoshandira pamwe . Nhamo tinayo mumba,tisatarise kumwe . Namaziso tinoiona ,muzvanza takaigumbata tichiti chizvinozvino. Chatinoti chizvinozvino chii? Zvatinochinzwa nokuchiona tinoti kudii? Hatisi kuchifarira nokuchigashira namaoko maviri ? Hatisi kuchitsvaga nokuchitenga nezhinji mari? Mhanyai tibvise munzwa usati watyokera muchizvinozvino. Kutaura rurimi rusina dzinde zvakanaka here? Hatinzwi kutapira kunoita rurimi rwaamai here? Tinodirei kupfeka nhumbi dzinorasa mutsigo neunhu ? Tarisai tarasa zvose zvinotipa unhu . Toita dzesango mhuka pamusana pechizvinozvino . Pwere dzokura dzisingagoni kuombera . Vakomana vongoswera vasikana vachifambira . Asati adiwa pamusha pomusikan... Read more
Comments
Post a Comment